Video: Evan Mawarire speaks on Chikurubi detention – NewsDay

This post was originally published here

Munaita muchinzvera history ana Mawarire musingawanze mawara iyo nyaya yekukoshesa mhuri yako sekunge dzevamwe hadzina basa iwe ndiyo yakabvisisa va Ndaba Sithole pahutungamiriri chimurenga chechipiri pachairwiwa, vamwe vari kurwa hondo kuchifiwa iye akusarudza kukoshesa kusiya hurongwa hwaivepo achimhanyira mwana ainge arwara ari ku America for that matter povo haitevere zvakadhakwa kudaro fungai futi pastor kuti mumire papi manzwa ring ramuri kupinda rine mbada dzinotongamo hadzisundike zvekumhanya zvamunofungira muchinyeperwa,, mbada dze Zim politics mudhara Mugabe na Mudhara Tsvangirai zvapera